Genesi 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu. Sien die hoofstuk |