Genesi 7:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ɀinhu ɀose, ɀakaŋga ɀinokufema kwomŋeya woʋupenyu mumhino dzaɀo, ɀose ɀakaŋga ɀiri pakawoma pasi, ɀikafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 zvinhu zvose zvakanga zviine kufema kwomweya woupenyu mumhino dzazvo, zvose zvakanga zviri pakaoma pasi, zvikafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvisingagare mumvura zvakapera kufa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zvinhu zvose zvakanga zvino kufema kwoupenyu mumhino dzazvo panyika zvakafa. Sien die hoofstuk |