Genesi 50:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 naʋeimba yose yaJosefa, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋeimba yaɓaɓa ʋake; asi pxere dzaʋo dzoga, namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, ʋakaɀisiya panyika yeGosheni, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vakazvisiya panyika yeGosheni, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 tisingaverengi vose vomumhuri yaJosefa namadzikoma ake uye navose veimba yababa vake. Vana vavo chete namakwai avo nemombe dzavo, ndivo vakasiyiwa muGosheni. Sien die hoofstuk |