Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 50:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika mutumbi. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 50:3

Volg ons:

Advertensies

Advertensies