Genesi 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mazuʋa ose oʋupenyu bgaAdama akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matatu, akafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Mazuva ose oupenyu hwaAdhamu akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matatu, akafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pamwe chete, Adhamu akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matatu, uye ipapo akafa. Sien die hoofstuk |