Genesi 5:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 shure kwokuɓerekwa kwaJaredi, Maharareri akagara makore anamazana masere namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 shure kwokuberekwa kwaJaredhi, Maharareri akagara makore ana mazana masere namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye mushure mokubereka kwake Jaredhi, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Sien die hoofstuk |