Genesi 48:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Ndiʋo ʋanakomana ʋaŋgu ʋandakapiwa pano naMŋari. Ʋakati: Ƌoʋuya naʋo kwandiri ndiʋaropafadze. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari.” Vakati, “Douya navo kwandiri ndivaropafadze.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vandakapiwa kuno naMwari.” Ipapo Israeri akati, “Uya navo pano ndivaropafadze.” Sien die hoofstuk |