Genesi 48:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana ndirini, pakubva kwaŋgu paPadani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKanani munzira ndaȿika pedyo neEfrati, ndikamuʋiga’po panzira inoenda Efrati (rimŋe zita ndiBetrehema). Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Kana ndirini, pakubva kwangu paPadhani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKenani munzira ndasvika pedyo neEfurata, ndikamuvigapo panzira inoenda Efurata (rimwe zita ndiBheterehemu).” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pandakanga ndichibva kuPadhani, ndakasuwa nokuti Rakeri akafira munyika yeKenani patakanga tichiri munzira, nhambwe pfupi kubva kuEfurati. Saka ndakamuviga ipapo parutivi rwomugwagwa unoenda kuEfurati” (ndiro Bheterehema). Sien die hoofstuk |