Genesi 47:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Jakobho akagara munyika yeIjipiti makore gumi namanomwe. Akazofa ava namakore zana namakumi manomwe ana makore manomwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Jakobo akagara panyika yeEgipita makore anegumi namanomŋe; naiɀoɀo mazuʋa aJakobo, makore oʋupenyu bgake, akaŋga ari makore anezana namakumi manna namanomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Jakobho akagara panyika yeIjipiti makore ane gumi namanomwe; naizvozvo mazuva aJakobho makore oupenyu hwake, akanga ari makore ane zana namakumi mana namanomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jakobho akagara munyika yeIjipiti makore gumi namanomwe. Akazofa ava namakore zana namakumi manomwe ana makore manomwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Jakobho akagara muIjipiti kwamakore gumi namanomwe, uye akararama kwamakore zana namakumi mana namanomwe. Sien die hoofstuk |