Genesi 46:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvino Jakobho akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti aratidzwe nzira yokuenda nayo kuGosheni. Vakati vasvika mudunhu reGosheni, Sien die hoofstuk |