Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 46:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ava ndivo vana navazukuru vaZiripa, uya akapiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake. Ziripa akaberekera Jakobho vana navazukuru gumi navatanhatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ndiʋo ʋanakomana ʋaZirpa, Rabani waakapa Rea, mukunda wake; wakaɓerekera Jakobo ʋanhu aʋa ʋanegumi naʋatanhatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ndivo vanakomana vaZiripa, Rabhani waakapa Rea, mukunda wake; akaberekera Jakobho vanhu ava vane gumi navatanhatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ava ndivo vana navazukuru vaZiripa, uya akapiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake. Ziripa akaberekera Jakobho vana navazukuru gumi navatanhatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ava ndivo vana vakaberekerwa Jakobho naZiripa, uyo akanga apiwa naRabhani kuna Rea mwanasikana wake, gumi navatanhatu pamwe chete.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 46:18

Volg ons:

Advertensies


Advertensies