Genesi 45:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ɀino aʋa makore maʋiri enzara panyika ino; mamŋe makore mashanu aci’ko, aʋasiŋgazorimi nokukohwa nawo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti zvino ava makore maviri enzara panyika ino; mamwe makore mashanu achiko, avasingazorimi nokukohwa nawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti pava namakore maviri zvino nzara yava munyika, uye makore mashanu ari kutevera kuchange kusingarimwi kana kukohwewa. Sien die hoofstuk |