Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 45:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Akatumira baba vake madhongi gumi makono akanga akatakura zvinhu zvakanaka zvomuIjipiti. Akatakudzawo mamwe madhongi makadzi gumi mbesanwa nechingwa nezvokudya zvababa wake zvaparwendo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naɓaɓa ʋake wakaʋatumira mboŋgoro dzinegumi, dzakaŋga dzakatakura ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀeEgipita, namakadzi emboŋgoro anegumi akaŋga akatakura ɀiyo, neciŋgwa, neɀokudya ɀaɓaɓa ʋake ɀorwendo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Nababa vake akavatumira mbongoro dzine gumi, dzakanga dzakatakura zvinhu zvakaisvonaka zveIjipiti, namakadzi embongoro ane gumi akanga akatakura zviyo, nechingwa, nezvokudya zvababa vake zvorwendo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akatumira baba vake madhongi gumi makono akanga akatakura zvinhu zvakanaka zvomuIjipiti. Akatakudzawo mamwe madhongi makadzi gumi mbesanwa nechingwa nezvokudya zvababa wake zvaparwendo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Uye izvi ndizvo zvaakatumira kuna baba vake: Mbongoro hono gumi dzakanga dzakatakura zvinhu zvakaisvonaka zveIjipiti, nembongoro hadzi gumi dzakanga dzakatakura zviyo nechingwa nezvimwe zvembuva yorwendo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 45:23

Volg ons:

Advertensies


Advertensies