Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 44:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakati kwaari: Ko ishe weɗu unotaurirei mashoko akaɗai — Haiȿa, ʋaranda ʋenyu haʋaŋgaiti cinhu cakaɗai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakati kwaari, “Ko ishe wedu anotaurirei mashoko akadai? Haisa, varanda venyu havangaiti chinhu chakadai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi ivo vakati kwaari, “Seiko ishe wangu achitaura zvinhu zvakadai? Ngazvive kure navaranda venyu kuti vaite chinhu chakadaro!

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 44:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies