Genesi 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura. Sien die hoofstuk |