Genesi 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Chiripo ndechichi, Mwari anoziva kuti, musi wamunodya muchero iwoyo, meso enyu anopengenutswa, mobva mafanana naMwari, moziva zvakanaka nezvakaipa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokuti Mŋari unoziʋa kuti nomusi wamunoɀidya nawo, meso enyu acaȿinudzwa, mukaʋa saMŋari, muciziʋa ɀakanaka neɀakaipa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 nokuti Mwari anoziva kuti nomusi amunozvidya nawo, meso enyu achasvinudzwa, mukava saMwari, muchiziva zvakanaka nezvakaipa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chiripo ndechichi, Mwari anoziva kuti, musi wamunodya muchero iwoyo, meso enyu anopengenutswa, mobva mafanana naMwari, moziva zvakanaka nezvakaipa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti Mwari anoziva kuti mukaudya meso enyu achasvinudzwa, uye muchaita saMwari mugoziva zvakanaka nezvakaipa.” Sien die hoofstuk |