Genesi 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo. Sien die hoofstuk |