Genesi 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati: Ʋuyai, ŋgatiɀiʋakire guta, noruȿiŋgo, runomusoro unoȿikira kuɗeŋga; tiɀimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Vakati, “Uyai, ngatizvivakire guta, norusvingo, runomusoro unosvikira kudenga; tizvimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo vakati, “Uyai, ngatizvivakirei guta neshongwe inosvika kudengadenga, kuti tizviitire mukurumbira uye kuti tirege kupararira panyika yose.” Sien die hoofstuk |