Genesi 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋakati ʋacitamira mabvazuʋa, ʋakawana ɓani munyika yeShinari, ʋakagara’ko. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari vakagaramo. Sien die hoofstuk |