Genesi 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanakomana ʋaJavani ndiʋo: Erisha, naTarshisi, naKitimi, naDodanimi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naKitimi, naDhodhanimu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanakomana vaJavhani vanoti: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi. Sien die hoofstuk |