Eksodo 9:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana ukasavabvumidza, uchirambira zvako navo, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti kana ukaramba kuʋatendera, ukaramba uciʋadziʋisa, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti kana ukaramba kuvatendera, ukaramba uchivadzivisa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana ukasavabvumidza, uchirambira zvako navo, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana uchiramba kuti vaende uye ukaramba uchivadzivisa, Sien die hoofstuk |