Eksodo 9:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ŋaŋga dzakaŋga dzisiŋgagoni kumira pamberi paMosesi nokuɗa kwamamota, nokuti mamota akaŋga ari paŋaŋga napaʋaEgipita ʋose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino n'anga dzakanga dzisingagoni kumira pamberi paMosesi nokuda kwamamota, nokuti mamota akanga ari pan'anga napavaIjipiti vose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 N'anga dziya dzakatadza kusvika paiva naMosesi nokuti naidzowo n'anga dzacho pamwechete navaIjipiti vose vakanga vanyenga mamota. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nʼanga hadzina kugona kumira pamberi paMozisi nokuda kwamamota akanga ari pavari uye napavaIjipita vose. Sien die hoofstuk |