Eksodo 8:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi Mosesi akati, “Hatingadaro nokuti zvibayiro zvatichapira Tenzi, Mwari wedu, hazvidiwi navaIjipiti. Zvino tikapira Tenzi zvibayiro vaIjipiti vachiona, handiti vangatishatirirwe vakatitema namabwe tikafa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mosesi akati: Haɀina‐kunaka kuita saiɀoɀo, nokuti ticaɓayira Jehova, Mŋari weɗu, ɀiɓayiro ɀinonyaŋgadza ʋaEgipita; tarirai, kana tikaɓayira ɀinonyaŋgadza ʋaEgipita haʋaŋgatitaki namabge here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Mosesi akati, “Hazvina kunaka kuita saizvozvo, nokuti tichabayira Jehovha, Mwari wedu, zvibayiro zvinonyangadza vaIjipiti; tarirai, kana tikabayira zvinonyangadza vaIjipiti havangatitaki namabwe here? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi Mosesi akati, “Hatingadaro nokuti zvibayiro zvatichapira Tenzi, Mwari wedu, hazvidiwi navaIjipiti. Zvino tikapira Tenzi zvibayiro vaIjipiti vachiona, handiti vangatishatirirwe vakatitema namabwe tikafa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi Mozisi akati, “Hazvina kunaka kuita saizvozvo. Zvipiriso zvatinoda kubayira kuna Jehovha Mwari wedu zvingazonyangadza vaIjipita. Uye kana tikapa zvibayiro zvinonyangadza pamberi pavo, havangazotitaki namabwe here? Sien die hoofstuk |