Eksodo 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Tenzi akati kuna Mosesi, “Mangwana, fumoenda kuna Farao undosangana naye paanenge achienda kurwizi, uti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Fumira maŋgwanani, undomira pamberi paFarao; tarira, ucaɓuɗa acienda kumvura; uti kwaari: Ɀanzi naJehova: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, undomira pamberi paFarao; tarira, achabuda achienda kumvura, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tenzi akati kuna Mosesi, “Mangwana, fumoenda kuna Farao undosangana naye paanenge achienda kurwizi, uti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Muka mangwanani-ngwanani undosangana naFaro paanenge achienda kumvura ugoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata. Sien die hoofstuk |