Eksodo 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akaunganidzwa akaita mirwi uye nyika yakanhuhwa nokuda kwawo. Sien die hoofstuk |