Eksodo 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akandoudza vaIsiraeri saizvozvo, asi havana kumuteerera nokuti mwoyo yavo yakanga yasviba pamusana penhamo yavaioneswa muuranda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akataura saiɀoɀo kuʋana ʋaIsraeri, asi haʋana‐kuterera Mosesi nokuɗa kweshuŋgu dzomŋeya nedzoʋuranda bgakaŋga ʋucirema. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akataura saizvozvo kuvana vaIsiraeri, asi havana kuteerera Mosesi nokuda kweshungu dzomweya nedzouranda hwakanga uchirema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akandoudza vaIsiraeri saizvozvo, asi havana kumuteerera nokuti mwoyo yavo yakanga yasviba pamusana penhamo yavaioneswa muuranda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mozisi akazivisa izvi kuvaIsraeri, asi havana kumuteerera nokuda kwokuora mwoyo kwavo uye nousungwa hune utsinye. Sien die hoofstuk |