Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Jehova akati kunaMosesi: Ɀino mucaʋona ɀandicaitira Farao, nokuti ucaʋatendera kuenda noruʋoko runesimba, ucaʋadziŋga munyika yake noruʋoko runesimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Jehovha akati kuna Mosesi, “Zvino muchaona zvandichaitira Farao, nokuti achavatendera kuenda noruoko rune simba, uchavadzinga munyika yake noruoko rune simba.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino uchaona zvandichaita kuna Faro. Nokuda kworuoko rwangu rune simba achavaregera kuti vaende; nokuda kworuoko rwangu rune simba achavadzinga munyika make.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 6:1

Volg ons:

Advertensies

Advertensies