Eksodo 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ” Sien die hoofstuk |