Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mwari akati, “Isazve ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaita saizvozvo, akazoruburitsa wanei rwanyatsopora, rwaita sezvakangoitawo muviri wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akati: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako ɀe. (Iye akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake ɀe; ɀino wakati acirubvisa mucifuʋa cake, ʋonei rwashanduka ɀe senyama yake.)

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chakozve. (Iye akaisa ruoko rwake muchipfuva chakezve; zvino akati achirubvisa muchipfuva chake, onei rwashandukazve senyama yake.)

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mwari akati, “Isazve ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaita saizvozvo, akazoruburitsa wanei rwanyatsopora, rwaita sezvakangoitawo muviri wake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Iye akati, “Zvino chirudzorerazve muchipfuva chako,” uye paakarubudisa, rwakanga rwavandudzwa, rwaita somuviri wake wose.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 4:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies