Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Jehova wakati kunaAroni: Enda kurenje undosoŋgana naMosesi. Iye akaenda, akandosoŋgana naye pagomo raMŋari, akamuȿeta.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMosesi.” Iye akaenda, akandosangana naye pagomo raMwari, akamutsvoda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMozisi.” Saka akasangana naMozisi pagomo raMwari uye akamutsvoda.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 4:27

Volg ons:

Advertensies


Advertensies