Eksodo 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ndakati kwauri: Tendera mŋanakomana waŋgu kuenda andinamate; iwe ukaramba kumutendera; ɀino tarira ndicaʋuraya mŋanakomana wako weɗaŋgwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye ndinoti kwauri, “Rega mwanakomana wangu aende, kuti anondinamata.” Asi kana ukaramba kumutendera kuti aende, ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.’ ” Sien die hoofstuk |