Eksodo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iye akati: Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoɗa kutuma naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.” Sien die hoofstuk |