Eksodo 39:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 neŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, nedzimŋe ŋgoani dzakanaka dzomuceka wakaiȿo‐naka, namaburuku omuceka wakarukwa wakaiȿo‐naka, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 nenguwani yomucheka wakaisvonaka, nedzimwe nguwani dzakanaka dzomucheka wakaisvonaka, namabhuruku omucheka wakarukwa wakaisvonaka, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 uye nguwani yomucheka wakaisvonaka, bhanhire romucheka romumusoro uye nenguo dzapasi dzomucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Sien die hoofstuk |