Eksodo 38:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaita ʋo ruʋazhe; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakaŋga kuneɀirembedzwa ɀemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, makubiti anezana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pashure vakaita ruvazhe. Rutivi rwezasi rwakanga rwakareba makubhiti zana uye rwaiva nezvidzitiro zvomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, Sien die hoofstuk |