Eksodo 38:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu wakaita ɀikorekedzo ɀembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuɀiitira ʋo ɀindori. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakashandisa mashekeri chiuru chimwe chete namazana manomwe namakumi manomwe namashanu uye kuti vagadzire zvikorekedzo zvamatanda, kufukidza misoro yamatanda, uye vagadzire zvisungo zvawo. Sien die hoofstuk |