Eksodo 38:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu. Sien die hoofstuk |