Eksodo 37:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mafundo aɀo namataʋi aɀo akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naɀo, ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cakaŋga cakaʋumbga nendarama yakaiȿo‐naka, yakapambadzirwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Mafundo azvo namatavi azvo akanga akaumbwa pamwechete nazvo, zvose zvikava chinhu chimwe chakanga chakumbwa nendarama yakaisvonaka, yakapambadzirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mabukira namatavi zvaiva chinhu chimwe chete nechigadziko chomwenje, chegoridhe rakaisvonaka rakapambadzirwa. Sien die hoofstuk |