Eksodo 37:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye pacigadziko pakaŋga panotumbiya tunna twakaŋga twakaʋumbga samaruʋa omuamanda, namafundo atwo, namaruʋa atwo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Uye pachigadziko pakanga panotumbiya tuna twakanga twakaumbwa samaruva omuamanda, namafundo atwo, namaruva atwo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye pamusoro pechigadziko chomwenje paiva nemikombe mina yakanga yakaumbwa seruva romuarimondi namabukira uye namaruva makuru. Sien die hoofstuk |