Eksodo 37:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaiitira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaisa ɀindori pamakona manna aiʋa pamakumbo ayo manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakaumba mhete ina dzegoridhe dzetafura uye vakadzisungirira pamakona mana, paya pakanga pana makumbo. Sien die hoofstuk |