Eksodo 36:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kureɓa kwejira rimŋe kwaiʋa makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira ose akaŋga akaenzana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Kureba kwejira rimwe kwaiva makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ose akanga akaenzana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvidzitiro zvose zvakanga zvakaenzana, zvakareba makubhiti makumi maviri namasere uye makubhiti mana paupamhi. Sien die hoofstuk |