Eksodo 36:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete. Sien die hoofstuk |