Eksodo 36:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe kwaiʋa makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe akaŋga akaenzana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvidzitiro zvose zviri gumi nechimwe zvakanga zvakaenzana, makubhiti makumi matatu pakureba uye makubhiti mana paupamhi. Sien die hoofstuk |