Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 36:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akagadzira zvikochekero zvendarama makumi mashanu, ndokubatanidza machira makuru okudzikatirisa maviri aye nezvikochekero izvozvo rikava tendhe rimwechete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀendarama ɀinamakumi mashanu, akaɓatanidza macira neɀikorekedzo iɀoɀo; naiɀoɀo tabernakeri ikaʋa cinhu cimŋe cete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akaitawo zvikorekedzo zvendarama zvina makumi mashanu, akabatanidza machira nezvikorekedzo izvozvo; naizvozvo tabhenakeri ikava chinhu chimwe chete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akagadzira zvikochekero zvendarama makumi mashanu, ndokubatanidza machira makuru okudzikatirisa maviri aye nezvikochekero izvozvo rikava tendhe rimwechete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo vakaita zvikorekedzo zvegoridhe makumi mashanu ndokuzvishandisa kusonanidza zvibatanidzwa zviviri zvezvidzitiro pamwe chete kuitira kuti tabhenakeri ive chinhu chimwe chete.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 36:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies