Eksodo 34:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Aroni navaIsiraeri vose vakatarisa Mosesi, onei ganda rouso hwake riri kupenya, vakabva vatya kusvika pedyo naye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Aroni naʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋaciʋona Mosesi, ʋakaʋona ganda reciso cake ricibginya, ʋakatya kusweɗera kwaari; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Aroni navana vaIsiraeri vose vakati vachiona Mosesi, vakaona ganda rechiso chake richibwinya, vakatya kuswedera kwaari; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Aroni navaIsiraeri vose vakatarisa Mosesi, onei ganda rouso hwake riri kupenya, vakabva vatya kusvika pedyo naye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Aroni navaIsraeri vose pavakaona Mozisi, chiso chake chakanga chichibwinya, uye vakatya kuswedera pedyo naye. Sien die hoofstuk |