Eksodo 34:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 “Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀokutaŋga ɀeɀitȿa ɀomunda wako unofanira kuʋuya naɀo kumba kwaJehova Mŋari wako. Usaɓika mbudzana mumukaka wamai ʋayo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Zvokutanga zvezvitsva zvomunda wako unofanira kuuya nazvo kumba kwaJehovha Mwari wako. Usabika mbudzana mumukaka wamai vayo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Muuyise zvakaisvonaka zvezvibereko zvevhu renyu zvokutanga kuimba yaJehovha Mwari wenyu. “Musabika mbudzana mumukaka wamai vayo.” Sien die hoofstuk |