Eksodo 32:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Mangwana acho vakafumouya nezvipfuwo, vakapira mipiro yokupisa, nemipiro yokuwadzana. Vanhu vakagara pasi vakadya, vakanwa, ndokusimuka votamba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakafumira maŋgwanani, ʋakapisira ɀipiriso ɀinopiswa, ʋakaʋuya ʋo neɀipiriso ɀokuyananisa, ʋanhu ʋakagara pasi, ʋakadya nokunwa, ʋakasimuka, ʋakatamba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Vakafumira mangwanani, vakapisira zvipiriso zvinopiswa, vakauyawo nezvipiriso zvokuyananisa, vanhu vakagara pasi, vakadya nokunwa, vakasimuka, vakatamba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mangwana acho vakafumouya nezvipfuwo, vakapira mipiro yokupisa, nemipiro yokuwadzana. Vanhu vakagara pasi vakadya, vakanwa, ndokusimuka votamba. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka zuva rakatevera vanhu vakamuka mangwanani vakabayira zvipiriso zvinopiswa uye vakapa zvipiriso zvokuwadzana. Shure kwaizvozvo vakagara pasi vakadya, vakanwa uye vakasimuka kuti vatambe. Sien die hoofstuk |