Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 32:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Aroni wakati aciɀiʋona, akaʋaka artari pamberi payo, Aroni akaɗanidzira, akati: Maŋgwana mutambo ucaʋa’po kunaJehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka atari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, “Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu kuti, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 32:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies