Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 32:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀino cienda, uperekedze ʋanhu ʋaende kwandakaʋaʋudza; tarira, mutumŋa waŋgu ucakutuŋgamirira; asi nomusi wandicaroʋa nawo, ndicaʋaroʋa nokuɗa kweɀiʋi ɀaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvino chienda, uperekedze vanhu vaende kwandakavaudza; tarira, mutumwa wangu achakutungamirira; asi nomusi wandicharova nawo, ndichavarova nokuda kwezvivi zvavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Zvino chienda, tungamirira vanhu kunzvimbo yandakataura nezvayo, uye mutumwa wangu achakutungamirirai. Kunyange zvakadaro, nguva yokuti ndirange painosvika, ndichavaranga nokuda kwechivi chavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 32:34

Volg ons:

Advertensies


Advertensies