Eksodo 32:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Aroni akati: Shuŋgu dzashe waŋgu ŋgadzirege kumuka hadzo; munoziʋa ʋanhu aʋa, kuti ʋanoŋgoɗa kutadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Aroni akapindura akati, “Regai kutsamwa, ishe wangu. Munoziva kuti vanhu ava vanorerekera sei pakutadza. Sien die hoofstuk |