Eksodo 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakaŋga acifuŋga kuitira ʋanhu ʋake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga achifunga kuitira vanhu vake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akazvidemba uye akarega kuuyisa njodzi yaakanga oda kuisa pamusoro pavanhu vake. Sien die hoofstuk |